Ezekiel 29:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
naiɀoɀo, tarira, ndinemhaka newe ʋuye nenzizi dzako, ndicaita nyika yeEgipita nɀimbo yakaparadzwa cose neɗoŋgo, kubva pashoŋgwe yeSevene kuȿikira pamuganho weEtiopia.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
naizvozvo ndine mhaka newe nehova dzako, uye ndichaita kuti nyika yeIjipiti iparadzwe uye ive dongo kubva kuMigidhori kusvikira kuAswani, kundosvika kumuganhu weEtiopia.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
naizvozvo chirega uone, ndanangana newe, ndananganawo notukova twako. Ndichaita kuti nyika yeIjipiti ive nyika pasina, ive renje zvaro kubvira kuMigidhori zvichikwira kudzamara kuAswani zvichaenda kusvikira pamuganhu weItiopia.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
naizvozvo, tarira, ndine mhaka newe uye nenzizi dzako, ndichaita nyika yeIjipiti nzvimbo yakaparadzwa chose nedongo, kubva pashongwe yeSevhene kusvikira pamuganho weItiopia.’
Shona 2009?
naizvozvo, tarira, ndine mhaka newe uye nenzizi dzako, ndichaita nyika yeIjipiti nzvimbo yakaparadzwa chose nedongo, kubva pashongwe yeSevhene kusvikira pamuganhu weItiopia.'
Shona SUB 2002 Bible
naizvozvo, tarira, ndine mhaka newe uye nenzizi dzako, ndichaita nyika yeIjipiti nzvimbo yakaparadzwa chose nedongo, kubva pashongwe yeSevhene kusvikira pamuganho weItiopia.’