Ezekiel 29:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hakunomunhu ucapfuʋura napo norutsoka rwake, norutsoka rwecipfuwo haruŋgapfuʋuri napo, haiŋgagarwi naʋanhu makore makumi manna.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hakuna rutsoka kana rwemhuka ruchapfuura nomo; hakuna achagaramo kwamakore makumi mana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hakuna munhu achatsika nomo norutsoka rwake kana tsiko haro remhuka richidimuradimura nomo. Ichagara kwamakore makumi mana isina munhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hakuna munhu achapfuura napo norutsoka rwake, norutsoka rwechipfuo harungapfuuri napo, haingagarwi navanhu makore makumi mana.
Shona 2009?
Hakuna munhu achapfuura napo norutsoka rwake, norutsoka rwechipfuo harungapfuuri napo, haingagarwi navanhu makore makumi mana.
Shona SUB 2002 Bible
Hakuna munhu achapfuura napo norutsoka rwake, norutsoka rwechipfuo harungapfuuri napo, haingagarwi navanhu makore makumi mana.