Ezekiel 29:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nyika yeEgipita ndicaiita ɗoŋgo pakati penyika dzakaitwa matoŋgo, namaguta ayo acaitwa matoŋgo makore makumi manna pakati pamaguta akaitwa matoŋgo; ndicaparadzira ʋaEgipita pakati pamarudzi aʋanhu, nokuʋadziŋgira kunyika dzose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nyika yeIjipiti ndichaiita dongo pakati penyika dzakaparadzwa, uye maguta ayo achava matongo kwamakore makumi mana pakati pamaguta akaitwa matongo. Uye ndichaparadzira vaIjipita pakati pendudzi nokuvadzingira munyika dzose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichaita kuti nyika yeIjipiti ive renje mukati medzimwe nyika uye maguta ayo achiva matongo mukati memamwe maguta akava matongo kwamakore makumi mana. Ndichaparadzira vaIjipiti mukati memarudzi ndichivati mwarara nedzinyika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nyika yeIjipiti ndichaiita dongo pakati penyika dzakaitwa matongo, namaguta ayo achaitwa matongo makore makumi mana pakati pamaguta akaitwa matongo; ndichaparadzira vaIjipiti pakati pamarudzi avanhu, nokuvadzingira kunyika dzose.”
Shona 2009?
Nyika yeIjipiti ndichaiita dongo pakati penyika dzakaitwa matongo, namaguta ayo achaitwa matongo makore makumi mana pakati pamaguta akaitwa matongo; ndichaparadzira vaIjipiti pakati pamarudzi avanhu, nokuvadzingira kunyika dzose."
Shona SUB 2002 Bible
Nyika yeIjipiti ndichaiita dongo pakati penyika dzakaitwa matongo, namaguta ayo achaitwa matongo makore makumi mana pakati pamaguta akaitwa matongo; ndichaparadzira vaIjipiti pakati pamarudzi avanhu, nokuvadzingira kunyika dzose.”