Ezekiel 29:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ndicadzosa ɀe kutapxa kweEgipita, ndicaʋadzosera ɀe kunyika yePatrosi, kunyika kwaʋakaɓerekerwa; ʋacaʋa’po ʋushe bgakaɀidzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichavadzosa kubva kuutapwa ndigovadzosera kunyika yePatirosi, nyika yamadzitateguru avo. Vachava ushe hwakazvidzwa ikoko.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uye ndichadzosera Ijipiti makomborero ayo, ndigovadzosera kudunhu rePatirosi, dunhu ravo kwavakabva. Ikoko vachava noumambo zvawo husina mukurumbira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ndichadzosazve kutapwa kweIjipiti, ndichavadzoserazve kunyika yePatirosi, kunyika kwavakaberekerwa; vachavapo hushe hwakazvidzwa.
Shona 2009?
ndichadzosazve kutapwa kweIjipiti, ndichavadzoserazve kunyika yePatirosi, kunyika kwavakaberekerwa; vachavapo hushe hwakazvidzwa.
Shona SUB 2002 Bible
ndichadzosazve kutapwa kweIjipiti, ndichavadzoserazve kunyika yePatirosi, kunyika kwavakaberekerwa; vachavapo hushe hwakazvidzwa.