Ezekiel 29:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakamupa iye nyika yeEgipita, uʋe muripo wake weɀaakaɓatira, nokuti ʋakandiɓatira ini — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakamupa Ijipiti somubayiro wokushingaira kwake nokuti iye nehondo yake vakandibatira ini, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndamupa nyika yeIjipiti somuripo wake waakashandira nokuti vakandishandira.’ Ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakamupa iye nyika yeIjipiti, uve muripo wake wezvaakabatira, nokuti vakandibatira ini,’ ” ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.
Shona 2009?
Ndakamupa iye nyika yeIjipiti, uve muripo wake wezvaakabatira, nokuti vakandibatira ini,' " ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Ndakamupa iye nyika yeIjipiti, uve muripo wake wezvaakabatira, nokuti vakandibatira ini,’ ” ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.