Ezekiel 29:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nezuʋa iro ndicamedzera imba yaIsraeri runyaŋga, newe ndicakupa muromo wakashamiswa pakati paʋo; ɀino ʋacaziʋa kuti ndini Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Pazuva iro ndichameresa runyanga rweimba yaIsraeri, uye ndichazarura muromo wako pakati pavo. Ipapo vachaziva kuti ndini Jehovha.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Pazuva iroro ndichaita kuti imba yaIsiraeri ive nesimba uye ndichaita kuti uzaruke muromo pakati pavo. Ndipo pavachaziva kuti ndini Tenzi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nezuva iro ndichamedzera imba yaIsiraeri runyanga, newe ndichakupa muromo wakashamiswa pakati pavo; zvino vachaziva kuti ndini Jehovha.”
Shona 2009?
"Nezuva iro ndichamedzera imba yaIsiraeri runyanga, newe ndichakupa muromo wakashamiswa pakati pavo; zvino vachaziva kuti ndini Jehovha."
Shona SUB 2002 Bible
“Nezuva iro ndichamedzera imba yaIsiraeri runyanga, newe ndichakupa muromo wakashamiswa pakati pavo; zvino vachaziva kuti ndini Jehovha.”