Ezekiel 29:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicakurashira kurenje, iwe nehoʋe dzose dzenzizi dzako, ucawira pasi paɓani pakacena, hauŋgakokerwi kana kuʋuŋganidzwa; ndakakuisa kuɀikara ɀapasi neshiri dzokuɗeŋga, uʋe ɀokudya ɀaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichakusiya mugwenga, iwe nehove dzose dzomuhova dzako. Uchawira pasi pabani pachena zvapo, uye haungaunganidzwi kana kunongwa. Ndichakupa sechokudya kuzvikara zvenyika neshiri dzedenga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichakukanda mugwenga iwe nehove dzose dzomutukova twako idzodzo, muchati katakata musango zvamo pasina zvokuunganidzwa muchivigwa. Ndatokuitai nyama yezvikara zvesango neyeshiri dzedenga.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ndichakurashira kurenje, iwe nehove dzose dzenzizi dzako, uchawira pasi pabani pakachena, haungakokerwi kana kuunganidzwa; ndakakuisa kuzvikara zvapasi neshiri dzokudenga, uve zvokudya zvavo.”
Shona 2009?
"Ndichakurashira kurenje, iwe nehove dzose dzenzizi dzako, uchawira pasi pabani pakachena, haungakokerwi kana kuunganidzwa; ndakakuisa kuzvikara zvapasi neshiri dzokudenga, uve zvokudya zvavo."
Shona SUB 2002 Bible
“Ndichakurashira kurenje, iwe nehove dzose dzenzizi dzako, uchawira pasi pabani pakachena, haungakokerwi kana kuunganidzwa; ndakakuisa kuzvikara zvapasi neshiri dzokudenga, uve zvokudya zvavo.”