Ezekiel 29:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakati ʋaciɓata ruʋoko rwako, iwe ukavunika, ukatsemura mafudzi aʋo ose; ʋakati ʋacisendama pamsoro pako, iwe ukavunika, ukamisa ɀiʋuno ɀaʋo ɀiri ɀoga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakati vachikubata namaoko avo, iwe ukatsemuka uye ukabvarura mapfudzi avo; pavakasendamira pauri, wakavhunika misana yavo ndokuminama.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pavakakubata muruoko wakabva watyoka ukabvarura mapfudzi avo ose. Pavakazendama newe, wakabva watyoka ukaita kuti vatyoke musana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakati vachibata ruoko rwako, iwe ukavhunika, ukatsemura mafudzi avo ose; vakati vachisendama pamisoro pako, iwe ukavhunika, ukamisa zviuno zvavo zviri zvoga.
Shona 2009?
Vakati vachibata ruoko rwako, iwe ukavhunika, ukatsemura mafudzi avo ose; vakati vachisendama pamusoro pako, iwe ukavhunika, ukamisa zviuno zvavo zviri zvoga.
Shona SUB 2002 Bible
Vakati vachibata ruoko rwako, iwe ukavhunika, ukatsemura mafudzi avo ose; vakati vachisendama pamisoro pako, iwe ukavhunika, ukamisa zviuno zvavo zviri zvoga.