Ezekiel 29:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nyika yeEgipita icaʋa ɗoŋgo nenɀimbo yakaparadzwa ɀino ʋacaziʋa kuti ndini Jehova. Ɀayakati: Rwizi ndorwaŋgu, ndini ndakaruita,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ijipiti richava dongo rakaparadzwa. Ipapo vachaziva kuti ndini Jehovha. “ ‘Nemhaka yokuti iwe wakati, “Nairi ndorwangu; ndini ndakaruita,”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nyika yeIjipiti igova renje zvaro risina chinhu. Ndipo pavachaziva kuti ndini Tenzi. “Zvaunoti rwizi rweNairi ndorwangu, uye ndini ndakarwuita,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nyika yeIjipiti ichava dongo renzvimbo yakaparadzwa zvino vachaziva kuti ndini Jehovha. Zvayakati, ‘Rwizi ndorwangu, ndini ndakaruita,
Shona 2009?
"Nyika yeIjipiti ichava dongo renzvimbo yakaparadzwa zvino vachaziva kuti ndini Jehovha. Zvayakati, `Rwizi ndorwangu, ndini ndakaruita,
Shona SUB 2002 Bible
“Nyika yeIjipiti ichava dongo renzvimbo yakaparadzwa zvino vachaziva kuti ndini Jehovha. Zvayakati, ‘Rwizi ndorwangu, ndini ndakaruita,