Ezekiel 3:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo akati kwandiri: Mŋanakomana womunhu, cidya caunowana; cidya rugwaro urwu rwakapetwa, uende, undotaura neimba yaIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, idya zviri pamberi pako, idya rugwaro urwu, zvino ugoenda undotaura neimba yaIsraeri.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akanditizve, “Mwanakomana womunhu idya zvauri kupiwa izvo. Idya bhuku rokumononora iri uende undotaura kumba yeIsiraeri.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, chidya chaunowana; chidya rugwaro urwu rwakapetwa uende, undotaura neimba yaIsiraeri.”
Shona 2009?
Ipapo akati kwandiri, "Mwanakomana womunhu, chidya chaunowana; chidya rugwaro urwu rwakapetwa uende, undotaura neimba yaIsiraeri."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, chidya chaunowana; chidya rugwaro urwu rwakapetwa uende, undotaura neimba yaIsiraeri.”