Ezekiel 3:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakati ʋo kwandiri: Mŋanakomana womunhu, mashoko aŋgu ose andicataura kwauri, uagamucire mumŋoyo mako, uanzwe nenzeʋe dzako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, nditeererese uye uise mashoko ose andinotaura mumwoyo mako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uyezve akatiwo kwandiri, “Iwe mwanakomana womunhu, mashoko angu ose andichakutaurira agamuchire mumwoyo mako, uanzwe nenzeve dzako,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akatiwo kwandiri, “Mwanakomana womunhu, mashoko angu ose andichataura kwauri, uagamuchire mumwoyo mako, uanzwe nenzeve dzako.
Shona 2009?
Akatiwo kwandiri, "Mwanakomana womunhu, mashoko angu ose andichataura kwauri, uagamuchire mumoyo mako, uanzwe nenzeve dzako.
Shona SUB 2002 Bible
Akatiwo kwandiri, “Mwanakomana womunhu, mashoko angu ose andichataura kwauri, uagamuchire mumwoyo mako, uanzwe nenzeve dzako.