Ezekiel 3:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Famba, uende kunaʋari pakutapxa, kuʋana ʋaʋanhu ʋako, utaure naʋo, uʋaʋudze, uti: Ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova, kana ʋaciɗa kunzwa, kana ʋasiŋgaɗi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Chienda zvino kuvanhu venyika yako vari muutapwa undotaura kwavari. Uti kwavari, ‘Zvanzi naIshe Jehovha,’ kunyange vakateerera kana vakaramba kuteerera.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
ugoenda kunhapwa kuvanhu vokwako undovati ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari kunyange vakanzwa kana zvavo vakaramba kunzwa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Famba uende kuna vari mukutapwa, kuvana vavanhu vako, utaure navo uvaudze uti, ‘Ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha, kana vachida kunzwa, kana vasingadi.’ ”
Shona 2009?
Famba uende kuna vari mukutapwa, kuvana vavanhu vako, utaure navo uvaudze uti, `Ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha, kana vachida kunzwa, kana vasingadi.' "
Shona SUB 2002 Bible
Famba uende kuna vari mukutapwa, kuvana vavanhu vako, utaure navo uvaudze uti, ‘Ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha, kana vachida kunzwa, kana vasingadi.’ ”