Ezekiel 3:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Mŋeya wakandisimudza, ndikanzwa shure kwaŋgu mubvumo wokuwuŋga kukuru, ɀiciti: Kubginya kwaJehova ŋgakurumbidzwe panɀimbo yake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo mweya wakandisimudza, ndikanzwa shure kwangu inzwi rokuunga kukuru richiti, “Kubwinya kwaJehovha ngakurumbidzwe munzvimbo yaanogara!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo Mweya wakandisumudza, ndikabva ndanzwa mushure mangu kudhiriridza kukuru kwokundengendeka zvichinzi, “Mbiri yaMwari ngairumbidzwe munzvimbo yake.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Mweya akandisimudza, ndikanzwa shure kwangu mubvumo wokuunga kukuru, zvichiti, “Kubwinya kwaJehovha ngakurumbidzwe panzvimbo yake.”
Shona 2009?
Ipapo Mweya wakandisimudza, ndikanzwa shure kwangu mubvumo wokuunga kukuru, zvichiti, "Kubwinya kwaJehovha ngakurumbidzwe panzvimbo yake."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Mweya akandisimudza, ndikanzwa shure kwangu mubvumo wokuunga kukuru, zvichiti, “Kubwinya kwaJehovha ngakurumbidzwe panzvimbo yake.”