Ezekiel 3:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndikanzwa mubvumo wamapapiro eɀipenyu, acigunɀana, nomubvumo wamakumbo eŋgoro kumatiʋi aɀo, uri mubvumo wokuwuŋga kukuru.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye ndakanzwa mubvumo wamapapiro ezvisikwa zvipenyu aigunzvana uye nomubvumo wamavhiri parutivi rwazvo, achirira zvikuru.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvozvo kwakanga kuri kubhabhama kwemapapiro achirovana ezvisikwa zvipenyu zviya, uyewo nokuriridza kwamavhiri aya pamativi azvo kwaidhiriridza sokundengendeka kukuru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndikanzwa mubvumo wamapapiro ezvipenyu, achigunzvana, nomubvumo wamakumbo engoro kumativi azvo, uri mubvumo wokuunga kukuru.
Shona 2009?
Ndikanzwa mubvumo wamapapiro ezvipenyu, achigunzvana, nomubvumo wamakumbo engoro kumativi azvo, uri mubvumo wokuunga kukuru.
Shona SUB 2002 Bible
Ndikanzwa mubvumo wamapapiro ezvipenyu, achigunzvana, nomubvumo wamakumbo engoro kumativi azvo, uri mubvumo wokuunga kukuru.