Ezekiel 3:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Mŋeya wakandisimudza, ndokundibvisa’po; ndikaenda ndineshuŋgu, mŋeya waŋgu wakatsamŋa; ruʋoko rwaJehova rwakaŋga ruri pamsoro paŋgu nesimba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Mweya wakandisimudza ukandiendesa kure uye ndakaenda ndine shungu ndakatsamwa pamweya wangu, uye ruoko rune simba rwaJehovha rwuri pamusoro pangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mweya wakandisumudza mudenga saizvozvo akaenda neni ndikaenda mweya wangu uchishungurudzwa kwazvo neshungu. Izvozvo simba roruoko rwaTenzi rakandibata kwazvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Mweya wakandisimudza, ndokundibvisapo; ndikaenda ndine shungu, mweya wangu wakatsamwa; ruoko rwaJehovha rwakanga ruri pamusoro pangu nesimba.
Shona 2009?
Ipapo Mweya wakandisimudza, ndokundibvisapo; ndikaenda ndine shungu, mweya wangu wakatsamwa; ruoko rwaJehovha rwakanga ruri pamusoro pangu nesimba.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Mweya wakandisimudza, ndokundibvisapo; ndikaenda ndine shungu, mweya wangu wakatsamwa; ruoko rwaJehovha rwakanga ruri pamusoro pangu nesimba.