Ezekiel 3:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋanakomana womunhu, ndakakuita nharirire yeimba yaIsraeri; naiɀoɀo cinzwa shoko rinobva mumuromo maŋgu, uʋanyeʋere panɀimbo yaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Mwanakomana womunhu, ndakakuita nharirire yeimba yaIsraeri; saka chinzwa shoko randinotaura uye uvayambire neyambiro inobva kwandiri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Iwe mwanakomana womunhu ndakuita nharirire yemba yaIsiraeri. Paunongonzwa chete shoko randinoreva nomuromo wangu, unofanira kuti uvape yambiro yangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Mwanakomana womunhu, ndakakuita nharire yeimba yaIsiraeri; naizvozvo chinzwa shoko rinobva mumuromo mangu, uvanyevere panzvimbo yangu.
Shona 2009?
"Mwanakomana womunhu, ndakakuita nharire yeimba yaIsiraeri; naizvozvo chinzwa shoko rinobva mumuromo mangu, uvanyevere panzvimbo yangu.
Shona SUB 2002 Bible
“Mwanakomana womunhu, ndakakuita nharirire yeimba yaIsiraeri; naizvozvo chinzwa shoko rinobva mumuromo mangu, uvanyevere panzvimbo yangu.