Ezekiel 3:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ndakashamisa muromo waŋgu, iye akandidyisa rugwaro rwakapetwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka ndakashama muromo wangu, iye akandipa rugwaro kuti ndidye.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saizvozvo ndakashama muromo akandipa bhuku rokumononora kuti ndidye.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo ndakashamisa muromo wangu, iye akandidyisa rugwaro rwakapetwa.
Shona 2009?
Ipapo ndakashamisa muromo wangu, iye akandidyisa rugwaro rwakapetwa.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo ndakashamisa muromo wangu, iye akandidyisa rugwaro rwakapetwa.