Ezekiel 3:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi iwe, mŋanakomana womunhu, tarira, ʋacaʋuya neɀisuŋgo kwauri, ʋacakusuŋga naɀo, kuti urege kuɓuɗira pakati paʋo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino iwe, mwanakomana womunhu, vachakusunga netambo; uchasungwa zvokuti haungabudi uchienda kuvanhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iwe mwanakomana womunhu uchasungwa netambo zvokutadza kubuda mukati mavanhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi iwe, Mwanakomana womunhu, tarira, vachauya nezvisungo kwauri, vachakusunga nazvo, kuti urege kubudira pakati pavo;
Shona 2009?
Asi iwe, Mwanakomana womunhu, tarira, vachauya nezvisungo kwauri, vachakusunga nazvo, kuti urege kubudira pakati pavo;
Shona SUB 2002 Bible
Asi iwe, Mwanakomana womunhu, tarira, vachauya nezvisungo kwauri, vachakusunga nazvo, kuti urege kubudira pakati pavo;