Ezekiel 3:27 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kana ndicitaura newe, ndicashamisa muromo wako, iwe ugoti kwaʋari: Ɀanzi naShe Jehova: Unonzwa, ŋgaanzwe, unoramba, ŋgaarambe; nokuti iʋo iimba ino ndi mukira simba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi pandinotaura newe, ndichazarura muromo wako uye uchati kwavari, ‘Zvanzi naIshe Jehovha.’ Ani naani anonzwa ngaanzwe, uye ani naani anoramba ngaarambe hake; nokuti ivo imba yokumukira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi kana ndataura kwauri ndichakuzarurira misuo; unofanira kuti zvanzi naTenzi, ‘Anenge achikunzwa ngaanzwe. Anenge asingade kunzwa ngaarege zvake nokuti imba yakapanduka.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi kana ndichitaura newe, ndichashamisa muromo wako, iwe ugoti kwavari, ‘Zvanzi naIshe Jehovha, anonzwa ngaanzwe, anoramba, ngaarambe; nokuti ivo iimba inondimukira simba.’ ”
Shona 2009?
Asi kana ndichitaura newe, ndichashamisa muromo wako, iwe ugoti kwavari, `Zvanzi nalshe Jehovha, anonzwa ngaanzwe, anoramba, ngaarambe; nokuti ivo iimba inondimukira simba.' "
Shona SUB 2002 Bible
Asi kana ndichitaura newe, ndichashamisa muromo wako, iwe ugoti kwavari, ‘Zvanzi naIshe Jehovha, anonzwa ngaanzwe, anoramba, ngaarambe; nokuti ivo iimba inondimukira simba.’ ”