Ezekiel 3:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino akati kwandiri: Mŋanakomana womunhu, famba uende kuimba yaIsraeri, utaure kwaʋari mashoko aŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, chienda zvino kuimba yaIsraeri undotaura mashoko angu kwavari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akatiwo kwandiri, “Iwe mwanakomana womunhu chienda kumba yaIsiraeri utaure kwavari namazwi angu aya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, famba uende kuimba yaIsiraeri, utaure kwavari mashoko angu.
Shona 2009?
Zvino akati kwandiri, "Mwanakomana womunhu, famba uende kuimba yaIsiraeri, utaure kwavari mashoko angu.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, famba uende kuimba yaIsiraeri, utaure kwavari mashoko angu.