Ezekiel 3:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti hautumŋi kurudzi runomutaurire usiŋgazikanwi norurimi runogozha, asi kuimba yaIsraeri;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hausi kutumwa kuvanhu vane mutauro usinganzwisisiki uye norurimi runogozha, asi kuimba yaIsraeri,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chiripo ndechokutika handisi kukutuma kune vanhu vanotaura chirudzi kana mumwe mutauro wakaoma, asi kuti kumba yaIsiraeri,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nokuti hautumwi kurudzi runo mutauriro usingazikanwi norurimi rwakaoma, asi kuimba yaIsiraeri;
Shona 2009?
"Nokuti hautumwi kurudzi runo mutauriro usingazikamwi norurimi rwakaoma, asi kuimba yaIsiraeri;
Shona SUB 2002 Bible
“Nokuti hautumwi kurudzi runo mutauriro usingazikanwi norurimi rwakaoma, asi kuimba yaIsiraeri;