Ezekiel 30:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye naʋanhu ʋake ʋaanaʋo, ʋanotyisa ɀikuru pakati pamarudzi, ʋacaʋuyiswa’mo kuzoparadza nyika; ʋacavomorera Egipita minondo yaʋo, nokuzadza nyika naʋakaʋurawa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye nehondo yake, rudzi rwakaipisisa pakati pendudzi, achauyisa kuti azoparadza nyika. Vachavhomora minondo yavo kuti varwise Ijipiti, uye vachazadza nyika navakaurayiwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye pamwechete navarwi vake vanachazezesa vacho kumarudzi avanhu vachaunzwamo kuzoparadza nyika iyoyo. Vachaburitsira Ijipiti mapakatwa avo vagozadza nyika yacho navanhu vanenge vaurayiwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Iye navanhu vake vaanavo, vanotyisa zvikuru pakati pamarudzi, vachauyiswamo kuzoparadza nyika; vachavhomorera Ijipiti minondo yavo, nokuzadza nyika navakaurawa.
Shona 2009?
"Iye navanhu vake vaanavo, vanotyisa zvikuru pakati pamarudzi, vachauyiswamo kuzoparadza nyika; vachavhomorera Ijipiti minondo yavo, nokuzadza nyika navakaurawa.
Shona SUB 2002 Bible
“Iye navanhu vake vaanavo, vanotyisa zvikuru pakati pamarudzi, vachauyiswamo kuzoparadza nyika; vachavhomorera Ijipiti minondo yavo, nokuzadza nyika navakaurayiwa.