Ezekiel 30:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀanzi naShe Jehova: Ndicaparadza ʋo ɀifananidzo, nemifananidzo ndicaigumisa paNofi; hapaŋgazoʋi nomucinda kunyika yeEgipita; ndicaisa kutya panyika yeEgipita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Zvanzi naIshe Jehovha, “ ‘Ndichaparadza zvifananidzo nokugumisa mifananidzo yeMemufisi, muIjipiti hamuchazovizve nomuchinda, uye ndichaparadzira kutya munyika yose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvanzi naTenzi Mwari, “Ndichaparadza zvifananidzo zvokunamata ndichigumisa zvifananidzo zvokunamata zviri muguta reMemufisi. Munyika yeIjipiti hamuchafa makaita jinda remo nezvo ndichaisa kutya munyika yeIjipiti.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvanzi naIshe Jehovha, “Ndichaparadzawo zvifananidzo, nemifananidzo ndichaigumisa paNofi; hapangazovi nomuchinda kunyika yeIjipiti; ndichaisa kutya panyika yeIjipiti.
Shona 2009?
Zvanzi naIshe Jehovha, "Ndichaparadzawo zvifananidzo, nemifananidzo ndichaigumisa paNofi; hapangazovi nomuchinda kunyika yeIjipiti; ndichaisa kutya panyika yeljipiti.
Shona SUB 2002 Bible
Zvanzi naIshe Jehovha, “Ndichaparadzawo zvifananidzo, nemifananidzo ndichaigumisa paMemufisi; hapangazovi nomuchinda kunyika yeIjipiti; ndichaisa kutya panyika yeIjipiti.