Ezekiel 30:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Majaya eAveni neePibeseti acaʋurawa nomunondo, maguta awa acatapxa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Majaya okuHerioporisi neokuBhubhastisi achaurayiwa nomunondo, uye maguta achatapwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Majaya okuOni nokuPibheseti vacharakatiswa nebakatwa vanhukadzi vachaenda kuutapwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Majaya eAvheni neePibhesheti achaurawa nomunondo, maguta awa achatapwa.
Shona 2009?
Majaya eAvheni neePibhesheti achaurawa nomunondo, maguta awa achatapwa.
Shona SUB 2002 Bible
Majaya eAvheni neePibhesheti achaurayiwa nomunondo, maguta awa achatapwa.