Ezekiel 30:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
PaTapanesi masikati acaita rima, kana ndicivuna’po majoko eEgipita, kuɀikudza kwesimba raro kucapera mukati maro; kana riri iro, ricafukidzwa negore, ʋakunda ʋaro ʋacatapxa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rima ndiro richava masikati paTapanhesi, pandichavhuna joko reIjipiti; kuzvikudza kwesimba raro kuchapera ipapo. Richafukidzwa namakore, uye misha yaro ichaenda muutapwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
KuTehafunehesi kuchasviba masikati machena pandichaparadzako umambo hweIjipiti uye kuzvitutumadza kwaro nesimba kuchapera rigonzi kwidiba negore. Vanasikana varo vachaenda kuutapwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
PaTapanesi masikati achaita rima, kana ndichivhunapo majoko eIjipiti, kuzvikudza kwesimba raro kuchapera mukati maro; kana riri iro, richafukidzwa negore, vakunda varo vachatapwa.
Shona 2009?
PaTapanesi masikati achaita rima, kana ndichivhunapo majoko kuzvikudza kwesimba raro kuchapera mukati maro; kana riri iro, richafukidzwa negore, vakunda varo vachatapwa.
Shona SUB 2002 Bible
PaTapanesi masikati achaita rima, kana ndichivhunapo majoko eIjipiti, kuzvikudza kwesimba raro kuchapera mukati maro; kana riri iro, richafukidzwa negore, vakunda varo vachatapwa.