Ezekiel 30:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saiɀoɀo ndicaita ɀandakatoŋga pamsoro peEgipita; ɀino ʋacaziʋa kuti ndini Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka ndicharanga Ijipiti, uye vachaziva kuti ndini Jehovha.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndizvo zvandichaita kuIjipiti pandichaigadza dare. Ndipo pavachaziva kuti ndini Tenzi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Saizvozvo ndichaita zvandakatonga pamusoro peIjipiti; zvino vachaziva kuti ndini Jehovha.”
Shona 2009?
Saizvozvo ndichaita zvandakatonga pamusoro zvino vachaziva kuti ndini Jehovha."
Shona SUB 2002 Bible
Saizvozvo ndichaita zvandakatonga pamusoro peIjipiti; zvino vachaziva kuti ndini Jehovha.”