Ezekiel 30:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋanakomana womunhu, profita, uti: Ɀanzi naShe Jehova: Wuŋgudzai! Haiwa, zuʋa rakaipa sei!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Mwanakomana womunhu, profita uti, ‘Zvanzi naIshe Jehovha: “ ‘Ungudza uti, “Haiwa, zuva iro!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Mwanakomana womunhu porofita uti zvanzi naTenzi Mwari: “Daidzira uchiti, ‘Hero zuva riya
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Mwanakomana womunhu, porofita, uti, zvanzi naIshe Jehovha, ‘Ungudzai! Aiwa, zuva rakaipa sei!’
Shona 2009?
"Mwanakomana womunhu, porofita, uti, zvanzi naIshe Jehovha, `Ungudzai! Aiwa, zuva rakaipa sei!'
Shona SUB 2002 Bible
“Mwanakomana womunhu, porofita, uti, zvanzi naIshe Jehovha, ‘Ungudzai! Aiwa, zuva rakaipa sei!’