Ezekiel 30:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicaparadzira ʋaEgipita pakati pamarudzi, ndicaʋadziŋgira kunyika dzose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichaparadzira vaIjipita pakati pendudzi ndigovadzingira munyika dzose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichaita kuti vaIjipiti vapararire nomumarudzi avanhu ndichivati mwarara nedzinyika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichaparadzira vaIjipiti pakati pamarudzi, ndichavadzingira kunyika dzose.
Shona 2009?
Ndichaparadzira vaIjipiti pakati pamarudzi, ndichavadzingira kunyika dzose.
Shona SUB 2002 Bible
Ndichaparadzira vaIjipiti pakati pamarudzi, ndichavadzingira kunyika dzose.