Ezekiel 30:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀanzi naJehova: Naiʋo ʋanotsigira Egipita ʋacaparadzwa; kuɀikudza kwesimba rayo kucaɗerera; ʋacaparadzwa’mo nomunondo kubva paMigdori kuȿikira paSevene.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Zvanzi naJehovha, “ ‘Vanotsigira Ijipiti vachawa uye kuzvikudza kwesimba rayo kuchapera. Kubva kuMigidhori kusvikira kuAswani, vachaurayiwa nomunondo pakati pake, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvanzi naTenzi Mwari, “Vanotsigira Ijipiti vachaputsika kuzvikudza kwayo nesimba kuchaderera kubvira kuMigidhori kusvikira kuAswani vachati nebakatwa rakata mukati mayo. Ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvanzi naJehovha, “Naivo vanotsigira Ijipiti vachaparadzwa; kuzvikudza kwesimba rayo kuchaderera; vachaparadzwamo nomunondo kubva paMigidhori kusvikira paSevhene.
Shona 2009?
Zvanzi naJehovha, "Naivo vanotsigira Ijipiti vachaparadzwa; kuzvikudza kwesimba rayo kuchaderera; vachaparadzwamo nomunondo kubva paMigidhori kusvikira paSevhene.
Shona SUB 2002 Bible
Zvanzi naJehovha, “Naivo vanotsigira Ijipiti vachaparadzwa; kuzvikudza kwesimba rayo kuchaderera; vachaparadzwamo nomunondo kubva paMigidhori kusvikira paSevhene.