Ezekiel 30:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋacaʋa ɗoŋgo pakati penyika dzakaitwa matoŋgo, namaguta ayo acaʋa pakati pamaguta akaitwa matoŋgo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Vachaparadzwa pakati penyika dzakaparadzwa, uye maguta avo achava pakati pamaguta akaitwa matongo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Vachasara vava renje rokupedzesera mukati medzimwe nyika dzakava renje uye maguta avo achiva maguta zvawo okupedzesera pakati pamamwe akaparadzwa
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vachava dongo pakati penyika dzakaitwa matongo, namaguta ayo achava pakati pamaguta akaitwa matongo.
Shona 2009?
Vachava dongo pakati penyika dzakaitwa matongo, namaguta ayo achava pakati pamaguta akaitwa matongo.
Shona SUB 2002 Bible
Vachava dongo pakati penyika dzakaitwa matongo, namaguta ayo achava pakati pamaguta akaitwa matongo.