Ezekiel 30:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋacaziʋa kuti ndini Jehova, kana ndaisa mŋoto paEgipita, ʋaɓatsiri ʋayo ʋose ʋaparadzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vachaziva kuti ndini Jehovha, pandichatungidza moto kuIjipiti uye vabatsiri vayo vose vachaparadzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
ndipo pamuchazoziva kuti ndini Tenzi kana ndapisa Ijipiti nomoto vatsigiri vayo vose vakaparadzwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vachaziva kuti ndini Jehovha, kana ndaisa moto paIjipiti, vabatsiri vayo vose vaparadzwa.
Shona 2009?
Zvino vachaziva kuti ndini Jehovha, kana ndaisa moto vabatsiri vayo vose vaparadzwa.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vachaziva kuti ndini Jehovha, kana ndaisa moto paIjipiti, vabatsiri vayo vose vaparadzwa.