Ezekiel 31:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ɀanzi naShe Jehova: Ɀawakakura ɀikuru iwe, akaisa musoro wake pakati pamakore, mŋoyo wake ukaɀikudza nokuɗa kwokureɓa kwake,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Naizvozvo zvanzi naIshe Jehovha: Nemhaka yokuti wakareba kwazvo, uchisimudzira manhengenya awo pamatavi akapfumvutira, uye nemhaka yokuti wakazvikudza nokuda kwokureba kwawo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Naizvozvo, zvanzi naTenzi Mwari, ‘Pamusana pokuti wakarebaka iwe kuita nhungamakore chaiyo mukati megwindingwi resango ukava nomwoyo wokuzvikudza nourefu hwako ihwohwo,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Naizvozvo zvanzi naIshe Jehovha, ‘Zvawakakura zvikuru iwe, akaisa musoro wake pakati pamakore, mwoyo wake ukazvikudza nokuda kwokureba kwake,
Shona 2009?
"Naizvozvo zvanzi naIshe Jehovha, `Zvawakakura zvikuru iwe, akaisa musoro wake pakati pamakore, moyo wake ukazvikudza nokuda kokureba kwake,
Shona SUB 2002 Bible
“Naizvozvo zvanzi naIshe Jehovha, ‘Zvawakakura zvikuru iwe, akaisa musoro wake pakati pamakore, mwoyo wake ukazvikudza nokuda kwokureba kwake,