Ezekiel 31:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ndicamuisa muruʋoko rwounesimba pakati pamarudzi aʋanhu, iye ucamuitira ɀawakafanira; ndakamudziŋga nokuɗa kweɀakaipa ɀake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
ndakauisa kumutongi wendudzi, kuti vamuitire zvakafanira kuipa kwawo. Ndakaukanda padivi,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
naizvozvo ini ndichakuisa mumaoko momumwe ana masimba pakati pamarudzi avanhu, achaita kwauri zvakakodzerana nokuipa kwako. Ndakakurasa ini.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ndichamuisa muruoko rwoune simba pakati pamarudzi avanhu, iye achamuitira zvawakafanira; ndakamudzinga nokuda kwezvakaipa zvake.’
Shona 2009?
ndichamuisa muruoko rwoune simba pakati pamarudzi avanhu, iye achamuitira zvawakafanira; ndakamudzinga nokuda kwezvakaipa zvake.'
Shona SUB 2002 Bible
ndichamuisa muruoko rwoune simba pakati pamarudzi avanhu, iye achamuitira zvawakafanira; ndakamudzinga nokuda kwezvakaipa zvake.’