Ezekiel 31:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀanzi naShe Jehova: Nezuʋa raakaɓurukira kuSheori, ndakaraira kuti ʋanhu ʋaceme; ndakafukidza pakadzika nokuɗa kwake, ndikadzora nzizi dza’po, mvura zhinji ikamiswa; ndakaraira Rebanoni kumucema, miti yose yokusaŋgo ikati rukutu nokuɗa kwake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Zvanzi naIshe Jehovha: Pazuva rawakaburusirwa muguva ndakafukidza matsime akadzika kuti aungudze nokuda kwawo ndikamisa hova dzawo, uye mvura yawo zhinji yakadziviswa. Nemhaka yawo ndakafukidza Rebhanoni nokusuwa, uye miti yose yesango yakasvava.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvanzi naTenzi Mwari, “Pauchadzika kunzvimbo yavashakabvu, ndichaita kuti uchemwe ndichamisa nzizi dzawo uye mvura zhinji ichamiswa. Ndichapfekedza Rebhanoni nhamo yokuuchema, miti yese yesango ichanava pamusana pawo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvanzi naIshe Jehovha, “Nezuva raakaburukira kuSheori, ndakarayira kuti vanhu vacheme; ndakafukidza pakadzika nokuda kwake, ndikadzora nzizi dzapo, mvura zhinji ikamiswa; ndakarayira Rebhanoni kumuchema, miti yose yokusango ikati rukutu nokuda kwake.
Shona 2009?
Zvanzi naIshe Jehovha, "Nezuva raakaburukira kuSheori, ndakarayira kuti vanhu vacheme; ndakafukidza pakadzika nokuda kwake, ndikadzora nzizi dzapo, mvura zhinji ikamiswa; ndakarayira Rebhanoni kumuchema, miti yose yokusango ikati rukutu nokuda kwake.
Shona SUB 2002 Bible
Zvanzi naIshe Jehovha, “Nezuva raakaburukira kuSheori, ndakarayira kuti vanhu vacheme; ndakafukidza pakadzika nokuda kwake, ndikadzora nzizi dzapo, mvura zhinji ikamiswa; ndakarayira Rebhanoni kumuchema, miti yose yokusango ikati rukutu nokuda kwake.