Ezekiel 31:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋanakomana womunhu, iti kunaFarao mambo weEgipita, nokuʋanhu ʋake ʋazhinji: Iwe wakafanana nani paʋukuru bgako?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Mwanakomana womunhu, uti kuna Faro mambo weIjipiti navanhu vake vose: “ ‘Ndianiko angaenzaniswa newe paushe?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Mwanakomana womunhu iti kuna Farao mambo weIjipiti nokuhuzhinji hwenyika yeIjipiti: “Ndiani waungafananidzwe naye chaizvo paukuru hwako?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Mwanakomana womunhu, iti kuna Farao mambo weIjipiti, nokuvanhu vake vazhinji, ‘Iwe wakafanana nani paukuru hwako?’
Shona 2009?
"Mwanakomana womunhu, iti kuna Farao mambo weIjipiti, nokuvanhu vake vazhinji, `Iwe wakafanana nani paukuru hwako?'
Shona SUB 2002 Bible
“Mwanakomana womunhu, iti kuna Farao mambo weIjipiti, nokuvanhu vake vazhinji, ‘Iwe wakafanana nani paukuru hwako?’