Ezekiel 31:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakauita ɀakanaka nokuwanda kwamataʋi awo, naiɀoɀo miti yose yeEdeni, yaiʋa mumunda waMŋari, yaiugoɗora.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakaita kuti uve unoyevedza una matavi akawanda, zvikagodora miti yose yomuEdheni mubindu raMwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakaita kuti uve unoyevedza nezanzwe rokuwanda kwamapazi awo miti yose yomuEdheni, yaiva mumunda waMwari yakauitira shanje.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakauita zvakanaka nokuwanda kwamatavi awo, naizvozvo miti yose yeEdheni, yaiva mumunda waMwari, yaiugodora.
Shona 2009?
Ndakauita zvakanaka nokuwanda kwamatavi awo, naizvozvo miti yose yeEdheni, yaiva mumunda waMwari, yaiugodora.
Shona SUB 2002 Bible
Ndakauita zvakanaka nokuwanda kwamatavi awo, naizvozvo miti yose yeEdheni, yaiva mumunda waMwari, yaiugodora.