Ezekiel 32:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicaparadza ʋo ɀipfuwo ɀayo ɀose ɀiri kunhiʋi dzemvura zhinji, hakuŋgazoʋi norutsoka rwomunhu rucaibvoŋgodza, kana mahwanda eɀipfuwo aŋgazoibvoŋgodza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichaparadza mombe dzayo dzose dziri panhivi dzemvura zhinji, hakuchazovi norutsoka rwomunhu ruchaibvongodza, kana namahwanda emombe achaibvongodza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mhuka dzavo dzose ndichadziparadza panyasi pemvura zhinji. Hapana rutsoka rwomunhu ruchaibvongodzazve kana matsiko emhuka dzavo dzichaibvundura.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichaparadzawo zvipfuwo zvayo zvose zviri kunhivi dzemvura zhinji, hakungazovi norutsoka rwomunhu ruchabvongodza, kana mahwanda ezvipfuwo angazoibvongodza.
Shona 2009?
Ndichaparadzawo zvipfuwo zvayo zvose zviri kunhivi dzemvura zhinji, hakungazovi norutsoka rwomunhu ruchabvongodza, kana mahwanda ezvipfuwo angazoibvongodza.
Shona SUB 2002 Bible
Ndichaparadzawo zvipfuwo zvayo zvose zviri kunhivi dzemvura zhinji, hakungazovi norutsoka rwomunhu ruchabvongodza, kana mahwanda ezvipfuwo angazoibvongodza.