Ezekiel 32:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino neŋguʋa yandicaita nyika yeEgipita ɗoŋgo rakaparadzwa, nyika yakatorerwa ɀayakaŋga izere naɀo, neŋguʋa yandicaroʋa ʋose ʋagere’mo, neŋguʋa iyo ʋacaziʋa kuti ndini Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pandichaita Ijipiti kuti ive dongo uye pandichabvisa zvose zviri mairi, pandichauraya vose vanogaramo, ipapo vachaziva kuti ndini Jehovha.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana ndaita nyika yeIjipiti renje; zvose zvizere mairi zvabviswa, vose vagari vomo ndavauraya, ndipo pavachaziva kuti ndini Tenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino nenguva yandichaita nyika yeIjipiti dongo rakaparadzwa, nyika yakatorerwa zvayakanga izere nazvo, nenguva yandicharova vose vageremo, nenguva iyo vachaziva kuti ndini Jehovha.
Shona 2009?
Zvino nenguva yandichaita nyika yeIjipiti dongo rakaparadzwa, nyika yakatorerwa zvayakanga izere nazvo, nenguva yandicharova vose vageremo, nenguva iyo vachaziva kuti ndini Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino nenguva yandichaita nyika yeIjipiti dongo rakaparadzwa, nyika yakatorerwa zvayakanga izere nazvo, nenguva yandicharova vose vageremo, nenguva iyo vachaziva kuti ndini Jehovha.