Ezekiel 32:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unopfuʋuraniko pakunaka? Ƃuruka, ugondoradzikwa kunaʋasina‐kudziŋgiswa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uti kwavari, ‘Ko, imi munonyanya kudikanwa kupfuura vamwe here? Burukai mundoradzikwa pakati pavasina kudzingiswa.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ndiani chaizvo waunokunda parunako iwe, chidzika undoradzikwa pamwechete navasina kudzingiswa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Unopfuura aniko pakunaka? Buruka, ugondoradzikwa kuna vasina kudzingiswa.
Shona 2009?
Unopfuura aniko pakunaka? Buruka, ugondoradzikwa kuna vasina kudzingiswa.
Shona SUB 2002 Bible
Unopfuura aniko pakunaka? Buruka, ugondoradzikwa kuna vasina kudzingiswa.