Ezekiel 32:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋacawa pakati paʋakaʋurawa nomunondo; yakatemerwa munondo, ciikweʋerai pasi, iyo naʋanhu ʋayo ʋazhinji.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vachava pakati pavakaurayiwa nomunondo. Munondo wavhomorwa; ngaakweverwe kunze pamwe chete navanhu vake vazhinji.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Vachafa mukati mavanouraiwa nebakatwa; Ijipiti pamwechete negurusvusvu rayo ravanhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Vachawa pakati pavakaurawa nomunondo; Ijipiti yakatemerwa munondo, chiikweverai pasi, iyo navanhu vayo vazhinji.
Shona 2009?
"Vachawa pakati pavakaurawa nomunondo; Ijipiti yakatemerwa munondo, chiikweverai pasi, iyo navanhu vayo vazhinji.
Shona SUB 2002 Bible
“Vachawa pakati pavakaurayiwa nomunondo; Ijipiti yakatemerwa munondo, chiikweverai pasi, iyo navanhu vayo vazhinji.