Ezekiel 32:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanesimba pakati pemhare ʋacataura naye naʋanomuɓatsira, ʋari pakati peSheori; ʋaɓurukira’ ko, ʋaʋete ʋanyerere, iʋo ʋasino‐kudziŋgiswa, ʋaʋurawa nomunondo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vatungamiri vane simba vari mukati meguva, vachati pamusoro peIjipiti navabatsiri vayo, ‘Vaburukira kuno uye vavete pamwe chete navasina kudzingiswa, navaya vakaurayiwa nomunondo.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munzvimbo yavachakabvu imomo, vakuru vakuru vokuhondo vachataura nezveIjipiti navatsigiri vayo vachiti, ‘Vazoburukawo, varere navasina kudzingiswa uye navanhu vakaurayiwa nebakatwa rehondo.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Vane simba pakati pemhare vachataura naye navanomubatsira, vari pakati peSheori; vaburukirako, vavete vanyerere, ivo vasina kudzingiswa, vaurawa nomunondo.
Shona 2009?
"Vane simba pakati pemhare vachataura naye navanomubatsira, vari pakati peSheori; vaburukirako, vavete vanyerere, ivo vasina kudzingiswa, vaurawa nomunondo.
Shona SUB 2002 Bible
“Vane simba pakati pemhare vachataura naye navanomubatsira, vari pakati peSheori; vaburukirako, vavete vanyerere, ivo vasina kudzingiswa, vaurayiwa nomunondo.