Ezekiel 32:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mesheki neTubari ari’po naʋanhu ʋaʋo ʋose ʋazhinji; marinda awo akaakomberedza; ʋose haʋana‐kudziŋgiswa, ʋakaʋurawa nomunondo, nokuti ʋaityisa panyika yaʋapenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Mesheki neTubhari dziripo, navanhu vadzo vazhinji vakakomba marinda adzo. Vose havana kudzingiswa, vaurayiwa nomunondo nokuti vakatyisidzira vanhu munyika yavapenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Mesheki naTubhari dzirikowo negurumwandirawo radzo rose, makuva avo akadzikomberedza, vose vasina kudzingiswa vakaurayiwa nehondo yebakatwa nokuti vaimbozezesa vanhu nokutya munyika yavapenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Mesheki neTubhari aripo navanhu vavo vose vazhinji; marinda awo akakomberedza; vose havana kudzingiswa, vakaurawa nomunondo, nokuti vaityisa munyika yavapenyu.
Shona 2009?
"Mesheki neTubhari aripo navanhu vavo vose vazhinji; marinda awo akakomberedza; vose havana kudzingiswa, vakaurawa nomunondo, nokuti vaityisa munyika yavapenyu.
Shona SUB 2002 Bible
“Mesheki neTubhari aripo navanhu vavo vose vazhinji; marinda awo akakomberedza; vose havana kudzingiswa, vakaurayiwa nomunondo, nokuti vaityisa munyika yavapenyu.