Ezekiel 32:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi iwe ucaputswa pakati paʋasina‐kudziŋgiswa, ucaʋata pakati paʋakaʋurawa nomunondo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Newewo, iwe Faro, uchavhunwa uye uchavata pakati pavasina kudzingiswa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi iwe uchapwanyiwa uchizovata pakati pavasina kudzingiswa pamwechete navakauraiwa nehondo yebakatwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Asi iwe uchaputswa pakati pavasina kudzingiswa, uchavata pakati pavakaurayiwa nomunondo.
Shona 2009?
"Asi iwe uchaputswa pakati pavasina kudzingiswa, uchavata pakati pavakaurayiwa nomunondo.
Shona SUB 2002 Bible
“Asi iwe uchaputswa pakati pavasina kudzingiswa, uchavata pakati pavakaurayiwa nomunondo.