Ezekiel 32:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀanzi naShe Jehova: Ndicakanda mumbure waŋgu pamsoro pako neɓoka raʋanhu ʋazhinji, iʋo ʋacakuɓata nomumbure waŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Zvanzi naIshe Jehovha, “ ‘Neboka ravanhu vazhinji ndichakanda mambure angu pamusoro pako, uye vachakukweva mumumbure wangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvanzi naTenzi Mwari, ‘Ndichakukanda mambure avanhu vakawanda ivo vachakukwevai mumambure angu okukukudza,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvanzi naIshe Jehovha, ‘Ndichakanda mumbure wangu pamusoro pako neboka ravanhu vazhinji, ivo vachakubata nomumbure wangu.
Shona 2009?
Zvanzi naIshe Jehovha, `Ndichakanda mumbure wangu pamusoro pako neboka ravanhu vazhinji, ivo vachakubata nomumbure wangu.
Shona SUB 2002 Bible
Zvanzi naIshe Jehovha, ‘Ndichakanda mumbure wangu pamusoro pako neboka ravanhu vazhinji, ivo vachakubata nomumbure wangu.