Ezekiel 32:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicakusiya panyika, ndicakurashira kusaŋgo pakacena, ndicamharisa shiri dzose dzokuɗeŋga pamsoro pako, ndicagutisa ɀikara ɀenyika dzose newe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichakukanda panyika ndichakurasira pamhene. Ndichamharisa shiri dzose dzedenga pamusoro pako, uye zvikara zvose zvomunyika zvichagutswa newe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
ndichakutii pasi yacha, ndichakukandai pachena zvapo. Ndichaita kuti shiri dzose dzedenga dzimhare pamusoro pako; zvikara zvapasi pose zvizvimbirwe nokudya iwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichakusiya panyika, ndichakurasira kusango pakachena, ndichamharisa shiri dzose dzokudenga pamusoro pako, ndichagutisa zvikara zvenyika dzose newe.
Shona 2009?
Ndichakusiya panyika, ndichakurasira kusango pakachena, ndichamharisa shiri dzose dzokudenga pamusoro pako, ndichagutisa zvikara zvenyika dzose newe.
Shona SUB 2002 Bible
Ndichakusiya panyika, ndichakurasira kusango pakachena, ndichamharisa shiri dzose dzokudenga pamusoro pako, ndichagutisa zvikara zvenyika dzose newe.