Ezekiel 32:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicanika nyama yako pamsoro pamakomo, nokuzadza mipata nokukwirira kwako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichayanika nyama yako pamakomo, ndigozadza mipata nezvitunha zvako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nyama yako ndichaiti katakata pamakomo ndigozadza mapani nezvitunha zvako.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichayanika nyama yako pamusoro pamakomo, nokuzadza mipata nokukwirira kwako.
Shona 2009?
Ndichayanika nyama yako pamusoro pamakomo, nokuzadza mipata nokukwirira kwako.
Shona SUB 2002 Bible
Ndichayanika nyama yako pamusoro pamakomo, nokuzadza mipata nokukwirira kwako.