Ezekiel 32:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicaʋodza ʋo mŋoyo yamarudzi mazhinji aʋanhu, kana ndiciȿitsa kuparadzwa kwako pakati pamarudzi, nokunyika dzawakaŋga usiŋgaziʋi iwe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichatambudza mwoyo yavanhu vazhinji, pandichauyisa kuparadzwa kwako pakati pendudzi, pakati penyika dzausina kumboziva.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ndichadzongodza mwoyo yavanhu vakawanda. Pandinokuendesa kuhutapwa mukati mevechirudzi kunyika dzausingazivi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ndichawodzawo mwoyo yamarudzi mazhinji avanhu, kana ndichisvitsa kuparadzwa kwako pakati pamarudzi, nokunyika dzawakanga usingazivi iwe.
Shona 2009?
"Ndichavodzawo moyo yamarudzi mazhinji avanhu, kana ndichisvitsa kuparadzwa kwako pakati pamarudzi, nokunyika dzawakanga usingazivi iwe.
Shona SUB 2002 Bible
“Ndichawodzawo mwoyo yamarudzi mazhinji avanhu, kana ndichisvitsa kuparadzwa kwako pakati pamarudzi, nokunyika dzawakanga usingazivi iwe.