Ezekiel 33:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hakunaciʋi cimŋe cake caakaita cicaraŋgarirwa pamsoro pake; wakaita ɀakarairwa neɀakarurama, ɀirokwaɀo ucararama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hakuna zvivi zvaakaita zvicharangarirwa pamusoro pake. Akaita zvakanaka uye zvakarurama; achararama zvirokwazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hapana chitadzo chake chicharangarirwa kana kuchipirwa mhosva. Anenge aita zviri pamutemo uye zvakarurama. Anofanira kurarama.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Hakuna chivi chimwe chake chaakaita chicharangarirwa pamusoro pake; akaita zvakarayirwa nezvakarurama, zvirokwazvo achararama.
Shona 2009?
"Hakuna chivi chimwe chake chaakaita chicharangarirwa pamusoro pake; akaita zvakarayirwa nezvakarurama, zvirokwazvo achararama.
Shona SUB 2002 Bible
“Hakuna chivi chimwe chake chaakaita chicharangarirwa pamusoro pake; akaita zvakarayirwa nezvakarurama, zvirokwazvo achararama.