Ezekiel 33:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kunyaŋge ɀakaɗaro ʋana ʋaʋanhu ʋako ʋanoti: Nzira yaShe haina‐kururama; asi kana ʋari iʋo, nzira yaʋo ndiyo isina‐kururama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Kunyange zvakadaro, vanhu venyika yako vanoti, ‘Nzira yaShe haina kururama.’ Asi nzira yavo ndiyo isina kururama.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Asi vanhu vokwako vanoti nzira dzaTenzi hadzina kururama, nzira dzavo dziri idzo dzisina kururama.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kunyange zvakadaro vana vavanhu vako vanoti, ‘Nzira yaIshe haina kururama;’ asi kana vari ivo, nzira yavo ndiyo isina kururama.
Shona 2009?
"Kunyange zvakadaro vana vavanhu vako vanoti, `Nzira yaIshe haina kururama;' asi kana vari ivo, nzira yavo ndiyo isina kururama.
Shona SUB 2002 Bible
“Kunyangwe zvakadaro vana vavanhu vako vanoti, ‘Nzira yaIshe haina kururama;’ asi kana vari ivo, nzira yavo ndiyo isina kururama.