Ezekiel 33:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋanakomana womunhu, taura naʋana ʋaʋanhu ʋako, uti kwaʋari: Kana ndiciʋuyisa munondo panyika, ʋanhu ʋenyika ʋakaɀitsaurira munhu pakati paʋo, ʋakamuita nharirire yaʋo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Mwanakomana womunhu, taura kuvanhu venyika yako uti kwavari: kana ndikauyisa munondo pamusoro penyika, uye vanhu venyika iyo vakasarudza mumwe wavo vakamuita nharirire yavo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Iwe mwanakomana womunhu, taurira vanhu vokwako uti kwavari, ‘Ini ndikauisa hondo yebakatwa munyika, ivo vanhu vakatora munhu pakati pavo vakamuita nharirire.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Mwanakomana womunhu, taura navana vavanhu vako, uti kwavari, ‘Kana ndichiisa munondo panyika, vanhu venyika iyoyo vakazvitsaurira munhu pakati pavo, vakamuita nharirire yavo;
Shona 2009?
"Mwanakomana womunhu, taura navana vavanhu vako, uti kwavari, `Kana ndichiisa munondo panyika, vanhu venyika iyoyo vakazvitsaurira munhu pakati pavo, vakamuita nharirire yavo;
Shona SUB 2002 Bible
“Mwanakomana womunhu, taura navana vavanhu vako, uti kwavari, ‘Kana ndichiisa munondo panyika, vanhu venyika iyoyo vakazvitsaurira munhu pakati pavo, vakamuita nharirire yavo;